RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g06 October p. 31
  • Ungapindura Sei?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ungapindura Sei?
  • Mukai!—2006
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • ZVAKAITIKIRA KUPI?
  • ZVAKAITIKA RINI?
  • NDINI ANI?
  • NDINI ANI?
  • ZVIRI MUMAGAZINI INO
  • Mhinduro
  • Ungapindura Sei?
    Mukai!—2006
  • Ungapindura Sei?
    Mukai!—2007
  • Ungapindura Sei?
    Mukai!—2010
  • Ungapindura Sei?
    Mukai!—2008
Ona Zvimwe
Mukai!—2006
g06 October p. 31

Ungapindura Sei?

ZVAKAITIKIRA KUPI?

1. Izvi zvakaitikira muguta ripi?

Tenderedza mhinduro yako pamepu.

Taso

Andiyoki (yokuSiriya)

Dhamasiko

Jerusarema

◆ Ndiani ari mubhasikiti? ․․․․․

◆ Nei ari kutiza guta racho?

․․․․․

◼ Kukurukurirana: Ndirini paungatiza zvinetso? VaKristu vanofanira kutiza zvinetso nguva dzose here? Nei uchipindura saizvozvo?

ZVAKAITIKA RINI?

Tara mutsetse unobva pamufananidzo uchienda pamusi wakarurama.

1513 B.C.E. 1512 1473 1450 468 455

2. Joshua 24:​1-​25

3. Eksodho 32:​1-​6, 19

4. Ezra 8:​1, 21, 31

NDINI ANI?

5. Ndaiita basa rokusona; mazita angu maviri ose anoreva kuti “Mhara,” uye ndakamutswa ndafa.

NDINI ANI?

6. Ndaigara pedyo negungwa uye ndakambova nomuenzi aifarira kubata hove. Tine mazita akafanana.

ZVIRI MUMAGAZINI INO

Pindura mibvunzo inotevera, uye nyora ndima dzeBhaibheri dzisipo.

Peji 8 Murume anofanira kubata mudzimai wake sei? (VaKorose 3:․․․)

Peji 8 Ndeipi nzira yakanakisisa yokutarisana nayo nezvinetso zvevakaroorana? (1 Petro 4:․․․)

Peji 27 Nei ropa riri dzvene kuna Mwari? (Genesisi 9:․․․)

Mhinduro

1. Dhamasiko.​—⁠Mabasa 9:​19, 25.

◆ Sauro, akazozivikanwa saPauro.​—⁠Mabasa 9:​17-19.

◆ VaJudha vaida kumuuraya pamusana pokuparidzira kwake.​—⁠Mabasa 9:​22-​24.

2. 1450 B.C.E.

3. 1513 B.C.E.

4. 468 B.C.E.

5. Tabhita, kana kuti Dhokasi.​—⁠Mabasa 9:​36-​41.

6. Simoni musukuti wematehwe.​—⁠Mabasa 10:​5, 6.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe