RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g06 April p. 31
  • Ungapindura Sei?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ungapindura Sei?
  • Mukai!—2006
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • ZVAKAITIKIRA KUPI?
  • ZVAKAITIKA RINI?
  • NDINI ANI?
  • NDINI ANI?
  • ZVIRI MUMAGAZINI INO
  • MHINDURO
  • Ungapindura Sei?
    Mukai!—2007
  • Ungapindura Sei?
    Mukai!—2007
  • Ungapindura Sei?
    Mukai!—2006
  • Ungapindura Sei?
    Mukai!—2008
Ona Zvimwe
Mukai!—2006
g06 April p. 31

Ungapindura Sei?

ZVAKAITIKIRA KUPI?

1. Chiitiko chiri pamufananidzo uyu chakaitikira mumvura yokupi?

Tenderedza mhinduro yako pamepu.

Gungwa Guru

Gungwa reGarireya

Rwizi rwaJodhani

Gungwa Romunyu

◆ Ungataura here mazita evanhu vaviri vasiri muchikepe?

․․․․․

․․․․․

◆ Nei munhu mumwe chete ari kunyura?

․․․․․

․․․․․

ZVAKAITIKA RINI?

Tara mutsetse unobva pamufananidzo wacho uchienda pamusi wakarurama.

1077 B.C.E. 947 B.C.E. 647 B.C.E. 539 B.C.E. 537 B.C.E.

2. Dhanieri 5:5

3. Jeremiya 1:1-3

4. 2 Samueri 2:1-4

NDINI ANI?

5. Ndakauraya vaFiristiya 600 nechibayiso chemombe.

NDINI ANI?

6. Ndakadya uchi ndichiputsa mhiko yababa vangu.

ZVIRI MUMAGAZINI INO

Pindura mibvunzo iyi, uye nyora ndima dzeBhaibheri dzisipo.

Peji 3 Kukwegura kwaAbrahamu kunorondedzerwa sei? (Genesisi 25:․․․)

Peji 8 Chii chichaitika kuvanhu vakwegura kana Umambo hwaMwari hwava kutonga? (Jobho 33:․․․)

Peji 17 Bhaibheri rinopikira ramangwana rakaita sei? (Zvakazarurwa 21:․․․)

Peji 22 Rudo rwechokwadi runosanganisirei? (VaKorose 3:․․․)

MHINDURO

1. Gungwa reGarireya.—Johani 6:1, 16.

◆ Jesu naPetro.—Mateu 14:26-31.

◆ Petro haana kuva nechokwadi; Jesu haana.—Mateu 14:31.

2. 539 B.C.E.

3. 647 B.C.E.

4. 1077 B.C.E.

5. Shamgari.—Vatongi 3:31.

6. Jonatani.—1 Samueri 14:27.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe