Ungapindura Sei?
ZVAKAITIKIRA KUPI?
1. Chiitiko chiri pamufananidzo uyu chakaitikira mumvura yokupi?
Tenderedza mhinduro yako pamepu.
Gungwa Guru
Gungwa reGarireya
Rwizi rwaJodhani
Gungwa Romunyu
◆ Ungataura here mazita evanhu vaviri vasiri muchikepe?
․․․․․
․․․․․
◆ Nei munhu mumwe chete ari kunyura?
․․․․․
․․․․․
ZVAKAITIKA RINI?
Tara mutsetse unobva pamufananidzo wacho uchienda pamusi wakarurama.
1077 B.C.E. 947 B.C.E. 647 B.C.E. 539 B.C.E. 537 B.C.E.
2. Dhanieri 5:5
NDINI ANI?
5. Ndakauraya vaFiristiya 600 nechibayiso chemombe.
NDINI ANI?
6. Ndakadya uchi ndichiputsa mhiko yababa vangu.
ZVIRI MUMAGAZINI INO
Pindura mibvunzo iyi, uye nyora ndima dzeBhaibheri dzisipo.
Peji 3 Kukwegura kwaAbrahamu kunorondedzerwa sei? (Genesisi 25:․․․)
Peji 8 Chii chichaitika kuvanhu vakwegura kana Umambo hwaMwari hwava kutonga? (Jobho 33:․․․)
Peji 17 Bhaibheri rinopikira ramangwana rakaita sei? (Zvakazarurwa 21:․․․)
Peji 22 Rudo rwechokwadi runosanganisirei? (VaKorose 3:․․․)
MHINDURO
1. Gungwa reGarireya.—Johani 6:1, 16.
◆ Jesu naPetro.—Mateu 14:26-31.
◆ Petro haana kuva nechokwadi; Jesu haana.—Mateu 14:31.
2. 539 B.C.E.
3. 647 B.C.E.
4. 1077 B.C.E.
5. Shamgari.—Vatongi 3:31.
6. Jonatani.—1 Samueri 14:27.