RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g08 January p. 31
  • Ungapindura Sei?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ungapindura Sei?
  • Mukai!—2008
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • ZVAKATAURWA NAANI?
  • ZVAKAITIKA RINI?
  • NDINI ANI?
  • NDINI ANI?
  • ZVIRI MUMAGAZINI INO
  • MHINDURO DZIRI PAPEJI 31]
  • Ungapindura Sei?
    Mukai!—2007
  • Ungapindura Sei?
    Mukai!—2006
  • Ungapindura Sei?
    Mukai!—2006
  • Ungapindura Sei?
    Mukai!—2007
Ona Zvimwe
Mukai!—2008
g08 January p. 31

Ungapindura Sei?

ZVAKATAURWA NAANI?

Tara mutsetse unobva pamashoko uchienda pamunhu akazvitaura.

Mosesi

Petro

Johani

Adhamu

1. “Vana vaduku, zvichenjererei pazvidhori.”

2. “Iri ipfupa remapfupa angu.”

3. “Mhandu yenyu Dhiyabhorosi, inofamba-famba seshumba inodzvova.”

4. “Muri Mwari kubvira narini kusvikira narini.”

◼ Zvokukurukurirana: Ndezvipi zvimwe zvaunoziva nezvemumwe nomumwe wevanhu ava vanotaurwa muBhaibheri?

ZVAKAITIKA RINI?

Nyora vanyori vemabhuku eBhaibheri ari pasi apa, uye tara mutsetse unobva pabhuku racho uchienda pamusi warakapedza kunyorwa.

1450 B.C.E. 844 B.C.E. 536 B.C.E. 56 C.E. 61 C.E.

5. Dhanieri

6. Jona

7. VaHebheru

NDINI ANI?

8. Chishamiso chakaita kuti mabvi angu agwagwadze.

NDINI ANI?

9. Ndakatiza tenzi wangu asi ndakazodzokera kwaari pandakava muKristu.

ZVIRI MUMAGAZINI INO

Pindura mibvunzo iyi, uye nyora ndima dzeBhaibheri dzisipo.

Peji 5 Munhu asina zivo anoita sei? (Zvirevo 14:____)

Peji 12 Mwari achaita sei nevaya vanoparadza nyika? (Zvakazarurwa 11:____)

Peji 20 Vakafa vanozivei? (Muparidzi 9:____)

Peji 24 Rufu ruchaitwa sei naMwari? (Isaiah 25:____)

Peji 28 Bhaibheri rinokukurudzira kuedza uye kuzivei? (VaRoma 12:____)

MHINDURO DZIRI PAPEJI 31]

1. Johani.—1 Johani 5:21.

2. Adhamu.—Genesisi 2:23.

3. Petro.—1 Petro 5:8.

4. Mosesi.—Pisarema 90:2.

5. Dhanieri, 536 B.C.E.

6. Jona, 844 B.C.E.

7. Pauro, 61 C.E.

8. Bheshazari.—Dhanieri 5:1, 5, 6.

9. Onesimo.—Firimoni 10-16.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe