Indekisi ya2007 Yenyaya dzeMukai!
CHITENDERO
Munhu Mukuru Kwazvo, Jan-Mar 07
Machechi, Apr-June 07
Njodzi Dzinongoitika Dzoga, Oct-Dec 07
MHUKA NEZVIRIMWA
Uchenjeri Hunotungamirira Shiri, Oct-Dec 07
NYAYA DZOUPENYU
Muranda Wedoro, July-Sept 07
Mwanakomana Akarasika (M W. Sunday), Jan-Mar 07
Ndakasarudza Basa Rakanaka (S. Quevedo), Apr-June 07
“Regai Ndikushumirei” (D. Hall), Oct-Dec 07
NYIKA NEVANHU
Nei Kutambura? Jan-Mar 07
UKAMA HWEVANHU
Matanho Okurera Vana Zviri Nani, Oct-Dec 07
Nguva Yokudya, Jan-Mar 07
Zvakadii Nemhiko Dzokusaita Zvepabonde? Apr-June 07
UTANO NEMUSHONGA
Pakuchange Kusisina Zvirwere, Apr-June 07
VECHIDUKU VANOBVUNZA KUTI
Akandikodzera Here? July-Sept 07
Kudanana Nomumwe Munhu, Apr-June 07
Ndingakurira Sei Tsika Iyi? Jan-Mar 07
Ndingamisa Sei Makuhwa? Oct-Dec 07
ZVAKASIYANA-SIYANA
Dzidza Mumwe Mutauro, Apr-June 07
Kugadzirwa Kwemunyu, Jan-Mar 07
Madhongi, Jan-Mar 07
Uchenjeri Hwokusikwa Nahwo, Oct-Dec 07
ZVINOTAURA BHAIBHERI
ChiKristu Chakakundikana Here? Apr-June 07
Kubatsira Vakafa? Jan-Mar 07
Kudzivirira Pamuviri, Oct-Dec 07
Tinofanira Kuona Sei Mari? July-Sept 07
ZVIRI KUITIKA MUNYIKA
Kuparara Kwetsika, July-Sept 07
ZVOUPFUMI NEMABASA
Kuda Mari, July-Sept 07