RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 4/94 p. 7
  • Bhokisi Remibvunzo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Bhokisi Remibvunzo
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1994
  • Mashoko Akafanana
  • Bhokisi Remibvunzo
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2001
  • Kubatsirwa Kwatinoitwa Nourongwa Hwechidzidzo Chebhuku Cheungano
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
  • Misangano Yebasa Romumunda
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Misangano Inotikurudzira “Kuva Nerudo Uye Kuita Mabasa Akanaka”
    Takarongwa Kuti Tiite Zvinoda Jehovha
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1994
km 4/94 p. 7

Bhokisi Remibvunzo

◼Fundo dzeBhuku dzeUngano dzinofanira kuitiswa rini?

Kazhinji kazhinji kunoshanda zvikuru uye kwakakodzera kuita kuti mapoka anoverengeka efundo yebhuku asangane munzvimbo dzakapararira mundima yeungano mose panzvimbo pokuita kuti munhu ari wose asangane paHoro yoUmambo. Idzi fundo dzinofanira kuitiswa panguva yakakodzera zvikurusa voruzhinji vakagoverwa kupinda. Kazhinji kazhinji, ikoku kuri pamanheru mukati mevhiki apo kunenge kusina mimwe misangano kana kuti mibato yebasa yakarongwa. Zvisinei, kungava kunobetsera kuronga fundo yebhuku mukati mezuva kuyamura vakweguru vanozengurira kubuda kwasvipa navanoshanda usiku. Muzvinoitika zvishomanene, kungava kunoshanda kuva nefundo zuva risati radoka pakupera kwevhiki.

Vakuru vanogona kubvunza zvakakodzera kuti vazive nguva dzomusangano dzichava “dzakakodzera nokuda kwevoruzhinji vavaparidzi” pamwe chete navanhu vanofarira. (omCA p. 62) Nguva inosarudzwa inofanira kuva pazuva nepanguva isati ichizobonderana nenzira isina kufanira kana kuti kuganhurira gadziriro dzakarongwa dzebasa romumunda.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe