RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g10 January p. 31
  • Ungapindura Sei?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ungapindura Sei?
  • Mukai!—2010
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • Zvakaitikira Kupi?
  • Zviri Mumagazini Ino
  • Unozivei Nezvemutongi Ainzi Gidhiyoni?
  • Mhinduro
  • Ungapindura Sei?
    Mukai!—2008
  • Ungapindura Sei?
    Mukai!—2008
  • Ungapindura Sei?
    Mukai!—2009
  • Ungapindura Sei?
    Mukai!—2009
Mukai!—2010
g10 January p. 31

Ungapindura Sei?

Zvakaitikira Kupi?

1. Izvi zvakaitikira muguta ripi?

ZVINGANGOKUBATSIRA: Verenga Mabasa 18:1-3.

Tenderedza mhinduro yako pamepu.

Roma

Korinde

Efeso

Taso

◼ Vanhu vatatu ava vari kuitei?

․․․․․

◼ Murume nomudzimai uyo ndivanaani, uye shamwari yavo inonzi ani?

․․․․․

ZVOKUKURUKURIRANA:

Ndiani mumwe munhu akabatsirwa nemurume uyu nemudzimai wake? ZVINGANGOKUBATSIRA: Verenga Mabasa 18:24-26.

Unofunga kuti murume nomudzimai uyu vainyanya kunakidzwa nebasa ripi, uye nei?

Zviri Mumagazini Ino

Pindura mibvunzo iyi, uye nyora ndima dzeBhaibheri dzisipo.

PEJI 3 Munhu asingagoveri vemhuri yake akaipa kupfuura chii? 1 Timoti 5:․․․

PEJI 5 Nei vaviri vari nani kupfuura mumwe chete? Muparidzi 4:․․․

PEJI 26 Kana muvengi wako aine nzara, unofanira kuitei? VaRoma 12:․․․

Unozivei Nezvemutongi Ainzi Gidhiyoni?

Verenga Vatongi 6:1–7:25. Zvino chipindura mibvunzo inotevera.

2. ․․․․․

Aiva wedzinza ripi?

3. ․․․․․

Akanunura Israeri parudzi rupi?

4. ․․․․․

Chokwadi kana kuti nhema? Akararama Mosesi asati avapo.

ZVOKUKURUKURIRANA:

Paakasarudzwa naJehovha, Gidhiyoni akaratidza unhu hupi? ZVINGANGOKUBATSIRA: Verenga Vatongi 6:14-16.

Unofunga kuti uhwu unhu hwakanaka here? Tsanangura chinoita kuti upindure kudaro.

Mhinduro

1. Korinde.

◼ Vari kugadzira tende.

◼ Akwira, Prisira, naPauro.

2. Manase.—Vatongi 6:15.

3. Midhiyani.—Vatongi 6:6.

4. Nhema.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe