Zviri Mumagazini Ino
● Ndezvipi zvinhu zvinomwe zvingabatsira mhuri yenyu kuti ibudirire? Ona mapeji 3-9.
● Ndingakurukura sei nevabereki vangu? Ona mapeji 18-21.
● Vana vangabatsirwa sei kutsungirira kana vabereki vavo vakarambana? Ona mapeji 10-13.
Iyi inongova mimwe yemibvunzo ine chokuita neupenyu hwemhuri inokurukurwa mumagazini ino ye“Mukai!” ine nyaya inokosha.
Ungada here mamwe mashoko? Zadza kopani riri pasi apa, woritumira kukero yakaratidzwa ipapo kana kuti kukero yakakodzera pane dziri papeji 5 yemagazini ino.
□ Ndinokumbirawo bhuku rakaratidzwa pano.
□ Ndapota ndionei nezvechidzidzo cheBhaibheri chepamusha chisingabhadharwi.