RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g08 October p. 31
  • Ungapindura Sei?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ungapindura Sei?
  • Mukai!—2008
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • Hope Dzacho Dzairevei?
  • Zviri Mumagazini Ino
  • Vamwe Vemudzinza raJesu Ndivanaani?
  • MHINDURO
  • Ungapindura Sei?
    Mukai!—2008
  • Ungapindura Sei?
    Mukai!—2008
  • Ungapindura Sei?
    Mukai!—2007
  • Kuparadzwa kweSodhoma neGomora
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
Ona Zvimwe
Mukai!—2008
g08 October p. 31

Ungapindura Sei?

Hope Dzacho Dzairevei?

Verenga nhoroondo iri muBhaibheri yakanyorwa pana Dhanieri 2:25-45, wopindura mibvunzo iri pasi apa.

1. Chifananidzo chacho chakagadzirwa nezvinhu zvipi zvina?

․․․․․

․․․․․

․․․․․

․․․․․

2. Zvinhu zvacho zvinomirirei?

․․․․․

3. Chii chinoitika kuchifananidzo?

․․․․․

4. Chifananidzo chacho chinotsiviwa nei uye chinotsiva chacho chinogara kwenguva yakareba sei?

․․․․․

․․․․․

ZVOKUKURUKURIRANA:

Nhoroondo iyi inoratidza sei kuti Dhanieri aizvininipisa? Kana paine basa rauri nyanzvi kana kuti uine chipo, nei uchifanira kuzvininipisa?

Zviri Mumagazini Ino

Pindura mibvunzo iyi, uye nyora ndima dzeBhaibheri dzisipo.

PEJI 7 Vakaroorana vanofanira kukurumidza kuitei? Jakobho 1:․․․

PEJI 9 Vakaroorana vanofanira kuva nehanya nechii? VaFiripi 2:․․․

PEJI 11 Mwari anoda kuti vashumiri vake vasaitei? Dheuteronomio 18:․․․

PEJI 17 Kunyange munhu ane unhu pano neapo achaitei? 1 Johani 2:․․․

Vamwe Vemudzinza raJesu Ndivanaani?

Ona zvimwe zvingangokubatsira. Tarisa magwaro. Wadaro ibva wanyora mazita akarurama munzvimbo dziripo.

5. ․․․․․

UNGAZIVA SEI: Muzukuru wangu akava mambo wechipiri wevaIsraeri.

Verenga 1 Samueri 16:13, 14; 1 Makoronike 2:12-15.

[Mufananidzo uri papeji 31

6. ․․․․․

UNGAZIVA SEI: Isaya akaprofita kuti mumwe wevazukuru vangu ‘achamira sechiratidzo nokuda kwevanhu.’ Verenga Isaya 11:10.

7. ․․․․․

UNGAZIVA SEI: Ndaiva nembiri yekugadzira zviridzwa. Verenga 2 Makoronike 7:6.

MHINDURO

1. Ndarama, sirivha, mhangura, simbi.

2. Umambo huna.

3. Chinopwanywa.

4. Umambo hwaMwari; huchamira nokusingagumi.

5. Obhedhi.—Ruka 3:31, 32.

6. Jese.—Ruka 3:32.

7. Dhavhidhi.—Ruka 3:31.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe