RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • g09 October p. 31
  • Ungapindura Sei?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ungapindura Sei?
  • Mukai!—2009
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • Zvii Zvisipo Pamufananidzo Uyu?
  • Zviri Mumagazini Ino
  • Chii chaunoziva Nezvemutongi Ainzi Bheraki?
  • MHINDURO DZEPAPEJI 31
  • Ungapindura Sei?
    Mukai!—2008
  • Ungapindura Sei?
    Mukai!—2010
  • Ungapindura Sei?
    Mukai!—2008
  • Ungapindura Sei?
    Mukai!—2008
Ona Zvimwe
Mukai!—2009
g09 October p. 31

Ungapindura Sei?

Zvii Zvisipo Pamufananidzo Uyu?

Verenga Mabasa 5:1-5. Chitarira mufananidzo wacho. Zvii zvisipo? Nyora mhinduro dzako pamitsetse iri pasi apa wopedzisa mufananidzo wacho nokuukara uye nokudhirowa zvinhu zvacho zvisipo.

1. ․․․․․

2. ․․․․․

ZVOKUKURUKURIRANA:

Unofunga kuti nei Ananiyasi akareva nhema? Unodzidzei kubva munyaya iyi?

Zviri Mumagazini Ino

Pindura mibvunzo iyi, uye nyora ndima dzeBhaibheri dzisipo.

PEJI 13 Chii chichaitika kana mukomana kana kuti musikana akatanga kufamba panzira yakarurama? Zvirevo 22:․․․

PEJI 13 Mwari akaitei kubva pamunhu mumwe chete? Mabasa 17:․․․

PEJI 19 Mashoko emutsa achaitei? Zvirevo 12:․․․

PEJI 27 Chii chinoitika kumweya unotadza? Ezekieri 18:․․․

PEJI 27 Vakafa vane chavanoziva here? Muparidzi 9:․․․

Chii chaunoziva Nezvemutongi Ainzi Bheraki?

Verenga Vatongi 4:1-24. Zvino chipindura mibvunzo inotevera.

3. ․․․․․

Muprofitakadzi akamubatsira ainzi ani?

4. ․․․․․

Akanunura vaIsraeri pana mambo upi weKenani?

5. ․․․․․

Ichokwadi here kana kuti inhema? Mutongi Bheraki akararama Joshua afa.

ZVOKUKURUKURIRANA:

Ndezvipi zvakaitwa nevakadzi pakukunda vaKenani kwakaitwa nevaIsraeri? Ndezvipi zvinokosha zviri kuitwa nevakadzi mazuva ano pakushumira Mwari?

MHINDURO DZEPAPEJI 31

1. Ananiyasi haana mari muruoko rwake.

2. Muapostora Petro haapo pamufananidzo wacho.

3. Dhibhora.—Vatongi 4:4-9.

4. Jabhini.—Vatongi 4:2.

5. Chokwadi.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe