Zviri Mukati
September 8, 2001
Kubatsira Vachiri Kuyaruka Vakaora Mwoyo 3-14
Zvinoita sokuti vachiri kuyaruka vanoora mwoyo kupfuura zvavaimboita kare. Nei vachiora mwoyo? Vangabatsirwa sei?
3 Chizvarwa Chiri Mumatambudziko
8 Kuziva Chinokonzera Chirwere Chacho
15 Maonerwo Anoitwa Kuchembera Ari Kuchinja
20 Kunetseka Kunokonzerwa Nokufunga Zvakaitika—Chii?
32 Chinetso Chokutarisira Vana
Ndingaita sei Kuti Kuverenga Bhaibheri Kuwedzere Kunakidza? 27
Dzimwe pwere dzava kunakidzwa nokuverenga Bhaibheri. Onawo zvingaita kuti kuverenga Bhaibheri kukunakidze.
Mwari Akanga Asina Basa Nokutengeswa Kwevaranda Here? 30
Uranda hwakonzera kutambura kunotyisa kwemamiriyoni. Mwari anofarira kudzvinyirirwa kwevanhu zvakadaro here?