TITO ZVIRI MUBHUKU RACHO 1 Kwaziso (1-4) Tito anofanira kugadza vakuru muKrete (5-9) Tsiura vanhu vanopanduka (10-16) 2 Dzidziso yakanaka kuvakuru nevadiki (1-15) Ramba zvinhu zvisingadiwi naMwari (12) Kushingairira mabasa akanaka (14) 3 Kuzviisa pasi kwakakodzera (1-3) Gadzirira kuita mabasa akanaka (4-8) Siyana nenharo dzisina basa uye dzidziso dzenhema (9-11) Kuudzwa zvekuita uye kwaziso (12-15)