VAROMA
ZVIRI MUBHUKU RACHO
1
Kwaziso (1-7)
Chishuwo chaPauro chekushanyira Roma (8-15)
Munhu akarurama achararama nekutenda (16, 17)
Vanhu vasingadi Mwari havagoni kuzoti vakanga vasingazivi (18-32)
2
Mutongo waMwari pavaJudha nevaGiriki (1-16)
VaJudha uye Mutemo (17-24)
Kuchecheudzwa kwemwoyo (25-29)
3
“Mwari ngaawanikwe ari wechokwadi” (1-8)
Vese vaJudha nevaGiriki vane chivi (9-20)
Kururama kuburikidza nekutenda (21-31)
4
5
Kuyananiswa naMwari kuburikidza naKristu (1-11)
Rufu kuburikidza naAdhamu, upenyu kuburikidza naKristu (12-21)
6
Upenyu hutsva kuburikidza nekubhabhatidzwa muna Kristu (1-11)
Musarega chivi chichitonga mumiviri yenyu (12-14)
Kubva pakuva varanda vechivi kuenda pakuva varanda vaMwari (15-23)
7
Mufananidzo unoratidza kusunungurwa paMutemo (1-6)
Mutemo wakaita kuti chivi chizivikanwe (7-12)
Kurwisana nechivi (13-25)
8
Upenyu nerusununguko kuburikidza nemweya (1-11)
Mweya wekutorwa sevanakomana unopupurira (12-17)
Zvisikwa zvinomirira kusunungurwa sevanakomana vaMwari (18-25)
‘Mweya unotibatsira uchiteterera’ (26, 27)
Mwari akagara avagadza (28-30)
Tinokunda nerudo rwaMwari (31-39)
9
Pauro anorwadziwa pamusoro perudzi rwevalsraeri (1-5)
Vana vaAbrahamu chaivo (6-13)
Zvinenge zvasarudzwa naMwari hazvipikiswi (14-26)
Vashoma chete ndivo vachaponeswa (27-29)
Israeri anogumburwa (30-33)
10
11
Israeri haana kurambwa zvachose (1-16)
Mufananidzo wemuorivhi (17-32)
Kudzama kweuchenjeri hwaMwari (33-36)
12
Ipai miviri yenyu sechibayiro chipenyu (1, 2)
Zvipo zvakasiyana-siyana asi muviri mumwe (3-8)
Mazano emararamiro emuKristu wechokwadi (9-21)
13
Kuzviisa pasi pevane masimba (1-7)
Rudo runozadzisa Mutemo (8-10)
Fambai sekunge kuti masikati (11-14)
14
15
Gamuchiranai sezvakaitwa naKristu (1-13)
Pauro, mushumiri kumamwe marudzi (14-21)
Mafambiro aizoita Pauro (22-33)
16
Pauro anozivisa nezvaFebhi, mushumiri (1, 2)
Kwaziso kuvaKristu vekuRoma (3-16)
Kuyambirwa nezvekuita mapoka (17-20)
Kwaziso inobva kune vamwe vanoshanda naPauro (21-24)
Chakavanzika chitsvene chava kuzivikanwa (25-27)