VAEFESO
ZVIRI MUBHUKU RACHO
1
Kwaziso (1, 2)
Zvikomborero zvemweya (3-7)
Kuunganidza zvinhu zvese muna Kristu (8-14)
‘Urongwa hwekuunganidzwa kwezvinhu’ kana nguva yakwana (10)
Kuiswa chisimbiso nemweya ‘wavakafanobatiswa’ (13, 14)
Pauro anoonga Mwari nekuda kwekutenda kwevaEfeso uye anovanyengeterera (15-23)
2
3
4
5
Kutaura kwakachena uye mabasa akachena (1-5)
Fambai sevana vechiedza (6-14)
Zadzwai nemweya (15-20)
Mazano kuvarume nemadzimai (21-33)
6
Mazano kuvana nekuvabereki (1-4)
Mazano kuvaranda navanatenzi (5-9)
Zvipfeko zvemurwi zvakakwana zvinobva kuna Mwari (10-20)
Kwaziso yekupedzisira (21-24)