RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • ijwbq nyaya 28
  • Sei Uchifanira Kunyengetera Nomuzita raJesu?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Sei Uchifanira Kunyengetera Nomuzita raJesu?
  • Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • Mhinduro yeBhaibheri
  • Johani 14:6—“Ndini Nzira Nechokwadi Neupenyu”
    Kutsanangurwa Kwemavhesi
  • Tinofanira Kunyengetera Kuna Jesu Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
  • Unofanira Kunyengetera kuna Jesu Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1994
  • Nei Tichifanira Kunyengetera Muzita raJesu?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
Ona Zvimwe
Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
ijwbq nyaya 28

Sei Uchifanira Kunyengetera Nomuzita raJesu?

Mhinduro yeBhaibheri

Tinofanira kunyengetera nomuzita raJesu nokuti iyi ndiyo nzira chete inobvumirwa naMwari kuti tikwanise kutaura naye. Jesu akati: “Ndini nzira nechokwadi noupenyu. Hapana anouya kuna Baba asi nokwandiri.” (Johani 14:6) Jesu akaudzawo vaapostora vake vakatendeka kuti: “Chokwadi, chokwadi ndinoti kwamuri, kana mukakumbira Baba chimwe chinhu vachakupai muzita rangu.”​—Johani 16:23.

Zvimwe zvikonzero zvinoita kuti tinyengetere muzita raJesu

  • Tinokudza Jesu naBaba vake, Jehovha Mwari.​—VaFiripi 2:​9-11.

  • Tinoratidza kuti tinoonga urongwa hwaMwari hwokuti Jesu akatifira kuti tiponeswe.​—Mateu 20:​28; Mabasa 4:12.

  • Tinobvuma kuti Jesu anoshanda semurevereri pakati pedu naMwari.​—VaHebheru 7:25.

  • Tinoremekedza basa raJesu soMupristi Mukuru uyo anogona kutibatsira kuti tive vakarurama pamberi paMwari.​—VaHebheru 4:​14-16.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe