RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 November p. 13
  • Ndingaita Sei Kuti Ndisashoresa Sangano raJehovha?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ndingaita Sei Kuti Ndisashoresa Sangano raJehovha?
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Tingaita Sei Zvisarudzo Zvinoratidza Kuti Tinovimba naJehovha?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
    Purogiramu yeGungano Redunhu reZvapupu zvaJehovha Nemutariri Wedunhu ra2025-2026
  • Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
    Purogiramu yeGungano Redunhu Nemumiririri Webazi ra2025-2026
  • Kuverenga Bhaibheri Mazuva Ese Uye Kutsvaga Uchenjeri
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 November p. 13

KURARAMA KWECHIKRISTU

Ndingaita Sei Kuti Ndisashoresa Sangano raJehovha?

Vanhu vanocherechedza mararamiro eZvapupu zvaJehovha. (1VaK 4:9) Tinogona kuzvibvunza kuti, ‘Matauriro nemaitiro angu anokudza Jehovha here?’ (1Pe 2:12) Zvapupu zvaJehovha zvava nemakore zviine mukurumbira wakanaka. Hatitombodi kuita chinhu chinogona kukanganisa mukurumbira iwoyo.—Mup 10:1.

Nyora kuti muKristu anofanira kuita sei mumamiriro ezvinhu anotevera, uye nyorawo zano reBhaibheri rinobatsira:

  • Munhu asingatendi anokupopotera

  • Hembe dzako, mota kana imba zvakasviba

  • Unoona sekuti mumwe mutemo wenyika unodzvinyirira uye wakaoma kuteerera

Mapikicha: Zvikamu zvemuvhidhiyo inonzi “Kuita Kuti Vanhu Vade Chokwadi Uye Vachiremekedze.” 1. Hama yakavhura bhuku ichitsvakurudza. 2. Imwe hama nehanzvadzi vari kutarisa bepa rakanyorwa mabhuku achashandiswa pakutsvakurudza. 3. Mapepa ane mashoko akashandiswa pakunyora bhurocha rinonzi “The Origin of Life—Five Questions Worth Asking.” Bhurocha racho riri padivi pemapepa acho. 4. Mukadzi ari pajw.org pafoni yake.

Vanhu vanotsvakurudza vanoshanda muDhipatimendi Rekunyora vanobatsira sei kuti tirambe tiine mukurumbira wakanaka?

ONA VHIDHIYO INONZI KUITA KUTI VANHU VADE CHOKWADI UYE VACHIREMEKEDZE, WOZOPINDURA MUBVUNZO UNOTEVERA:

Chii chinokubaya mwoyo pane zvinoitwa nesangano kuti ribudise zvinyorwa zvakarurama?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe