RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 March p. 15
  • Tingaita Sei Zvisarudzo Zvinoratidza Kuti Tinovimba naJehovha?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Tingaita Sei Zvisarudzo Zvinoratidza Kuti Tinovimba naJehovha?
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
    Purogiramu yeGungano Redunhu reZvapupu zvaJehovha Nemutariri Wedunhu ra2025-2026
  • Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
    Purogiramu yeGungano Redunhu Nemumiririri Webazi ra2025-2026
  • Kuverenga Bhaibheri Mazuva Ese Uye Kutsvaga Uchenjeri
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Maka Chidzidzo Chaunenge Waita
    Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 March p. 15

KURARAMA KWECHIKRISTU

Tingaita Sei Zvisarudzo Zvinoratidza Kuti Tinovimba naJehovha?

Zuva rega rega tinofanira kuita zvisarudzo zvakawanda. Vanhu vari munyika vanowanzoita zvisarudzo zvavo zvichibva pamanzwiro avo kana kuti vanongotevedzera zvinoitwa nevakawanda. (Eks 23:⁠2; Zvi 28:​26) Asi vaya vanovimba naJehovha ‘vanofunga nezvake’ kuburikidza nekushandisa mazano eBhaibheri pavanenge vachida kuita zvisarudzo.​—⁠Zvi 3:​5, 6.

Nyora kuti ndepapi paungabatsirwa nevhesi rimwe nerimwe riri pasi apa kuita chisarudzo chakanaka.

  • Mt 6:⁠33

  • VaR 12:⁠18

  • 1VaK 10:⁠24

  • VaE 5:​15, 16

  • 1Ti 2:​9, 10

  • VaH 13:5

ONA VHIDHIYO INONZI TEVEDZERA VANHU VAIVA NEKUTENDA,KWETE VAKANGA VASINA KUTENDA​—⁠MOZISI, KWETE FARAO,WOZOPINDURA MUBVUNZO UNOTEVERA:

Chikamu chevhidhiyo inonzi “Tevedzera Vanhu Vaiva Nekutenda, Kwete Vakanga Vasina Kutenda​—⁠Mozisi, Kwete Farao.” Hama iri kubuda mumba kuti iende kugungano inofonerwa ichiudzwa kuti pane basa riri kufanira kuitwa nekukurumidza.

Muenzaniso wemumwe munhu anotaurwa muBhaibheri, wakabatsira sei hama iyi kuita chisarudzo chakanaka?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe