RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 November p. 14
  • December 25-31

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • December 25-31
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 November p. 14

December 25-31

JOBHO 30-31

  • Rwiyo 28 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Zvakaitwa naJobho Kuti Arambe Akachena”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Job 31:35—Tingaita sei kuti tisaita sezvakaitwa neshamwari dzaJobho kana mumwe munhu akatiudza zvinenge zvichimunetsa? (w05 11/15 11 ¶3)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Job 31:15-40 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Udza munhu wacho nezvekosi yeBhaibheri yatinoitisa uye musiyire kadhi rekosi yeBhaibheri. (th chidzidzo 1)

  • Paunodzokera: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kumisangano uye ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho). (th chidzidzo 11)

  • Hurukuro: (5 min.) g16.4 8-9—Musoro: Ndingatsanangurira Sei Mumwe Munhu Zvinotaurwa neBhaibheri Nezveungochani? (th chidzidzo 14)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 36

  • “Kuona Zvinonyadzisira Kwakaipirei?”: (7 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.

  • Zvemuungano Yenyu: (8 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) bt chits. 4 ¶1-8

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 74 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe