RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 March p. 11
  • Kuverenga Bhaibheri Mazuva Ese Uye Kutsvaga Uchenjeri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuverenga Bhaibheri Mazuva Ese Uye Kutsvaga Uchenjeri
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Tingaita Sei Zvisarudzo Zvinoratidza Kuti Tinovimba naJehovha?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
    Purogiramu yeGungano Redunhu reZvapupu zvaJehovha Nemutariri Wedunhu ra2025-2026
  • Teerera Mhinduro Dzemibvunzo Iyi
    Purogiramu yeGungano Redunhu Nemumiririri Webazi ra2025-2026
  • Maka Chidzidzo Chaunenge Waita
    Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 March p. 11

KURARAMA KWECHIKRISTU

Kuverenga Bhaibheri Mazuva Ese Uye Kutsvaga Uchenjeri

Uchenjeri hunobva kuna Mwari hunokosha sepfuma yakavanzwa. (Zvi 2:1-6) Uchenjeri hunotibatsira kuti tive neungwaru, tiite zvisarudzo zvakanaka uye hunotidzivirira. Ndokusaka ‘huchikosha kupfuura zvimwe zvese.’ (Zvi 4:5-7) Zvinoda kushanda nesimba kuti tichere pfuma yekufananidzira yakavanzwa muShoko raMwari. Tinogona kutanga nekuverenga Shoko raMwari “siku nesikati,” kureva kuti mazuva ese. (Jos 1:8) Ona zvimwe zvatingaita kuti tigare tichiverenga Shoko raMwari uye tinakidzwe naro.

ONA VHIDHIYO INONZI VECHIDIKI VARI KUDZIDZA KUDA SHOKO RAMWARI, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

Zvii zvaiita kuti vechidiki ava vaomerwe nekuverenga Bhaibheri mazuva ese? Chii chakavabatsira kuti variverenge?

  • Chikamu chiri muvhidhiyo inonzi “Vechidiki Vari Kudzidza Kuda Shoko raMwari.” Melanie.

    Melanie

  • Chikamu chiri muvhidhiyo inonzi “Vechidiki Vari Kudzidza Kuda Shoko raMwari.” Samuel.

    Samuel

  • Chikamu chiri muvhidhiyo inonzi “Vechidiki Vari Kudzidza Kuda Shoko raMwari.” Celine.

    Celine

  • Chikamu chiri muvhidhiyo inonzi “Vechidiki Vari Kudzidza Kuda Shoko raMwari.” Raphaello.

    Raphaello

PUROGIRAMU YANGU YEKUVERENGA BHAIBHERI:

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe