RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 September p. 12
  • Tevera Jehovha Nemwoyo Wese

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Tevera Jehovha Nemwoyo Wese
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Akaramba Akavimbika Kuna Mwari
    Famba naMwari Neushingi
  • Unotevera Jehovha Zvizere Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1993
  • Vasori 12
    Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • Zvandinodzidza muBhaibheri
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 September p. 12

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Tevera Jehovha Nemwoyo Wese

Karebhi akatevera Jehovha nemwoyo wese achiri mudiki (Jos 14:7, 8)

Nekufamba kwenguva, Karebhi akavimba naJehovha kuti amubatsire kuita basa rakaoma (Jos 14:10-12; w04 12/1 12 ¶2)

Karebhi akapiwa mubayiro wekushanda kwaakaita nemwoyo wese mubasa raJehovha (Jos 14:13, 14; w06 10/1 18 ¶11)

Mifananidzo: Hanzvadzi yakatendeka isingachakwanisi kuita zvakawanda nemhaka yekukwegura. 1. Yakabata mudonzvo yakagara pasi ichinyengetera. 2. Iri kuparidzira munzvimbo inopfuura vakawanda iine imwe hanzvadzi yechidiki. 3. Iri kuratidza vana vemuungano mapikicha ayo. 4. Iri kunyemwerera.

Kutenda kwaKarebhi kwakawedzera kusimba paaiteerera mirayiro yaJehovha uye paaiona kukomborerwa kwaaiitwa naJehovha. Isuwo tinowana simba rekuti tirambe tichiita basa raJehovha patinoona achipindura minyengetero yedu uye achititungamirira mune zvimwe zvinhu.—1Jo 5:14, 15.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe