RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 September p. 13
  • Ramba Uchifunga nezvaJehovha

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ramba Uchifunga nezvaJehovha
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Jason Worilds: Hapana Chaunomborasikirwa Nacho Kana Uchishumira Jehovha
    Bhaibheri Rinochinja Upenyu
  • Jehovha Anoti Kudii?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Nei Ndichifanira Kurwara Kwazvo?
    Mukai!—1997
  • Abrahamu—Murume Aiva Nokutenda
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 September p. 13

KURARAMA KWECHIKRISTU

Ramba Uchifunga nezvaJehovha

Patinenge tichitadza kuwana basa, zvinogona kutiomera kuti tirambe tichiisa Umambo uye kururama kwaMwari pekutanga muupenyu hwedu. Tinogona kuva pamuedzo wekubvuma basa rinotitadzisa kushumira Jehovha zvakanaka kana kuti rinopesana nezvinotaurwa neBhaibheri. Asi tinogona kuva nechokwadi chekuti Jehovha anoratidza simba rake “achibatsira vaya vane mwoyo wakaperera kwaari.” (2Mak 16:9) Hapana chinotadzisa Baba vedu vane rudo kutibatsira uye kutipa zvatinoda. (VaR 8:32) Saka patinenge tichiita zvisarudzo zvine chekuita nebasa, tinofanira kuvimba naJehovha, tichiita kuti kumushumira kurambe kuri iko kunonyanya kukosha muupenyu hwedu.—Pis 16:8.

ONA VHIDHIYO INONZI SHANDIRA JEHOVHA NEMWEYA WESE, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi “Shandira Jehovha Nemweya Wese.” Thomas ari kuona Jason achiramba chiokomuhomwe kubasa.

    Jason akarambirei kutambira chiokomuhomwe?

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi “Shandira Jehovha Nemweya Wese.” Jason ari kurasa marara paari kubasa.

    VaKorose 3:23 inoshanda sei kwatiri?

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi “Shandira Jehovha Nemweya Wese.” Jason ari kudzidza Bhaibheri naThomas.

    Muenzaniso wakanaka waJason wakabatsira sei Thomas?

  • Mufananidzo wakatorwa muvhidhiyo inonzi “Shandira Jehovha Nemweya Wese.” Jason naThomas vari kubva kubasa nguva ichiripo kuti vanopinda misangano.

    Tungamirirwa naJehovha pane zvaunosarudza uye zvaunoita

    Mateu 6:22 inoshanda sei kwatiri?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe