RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 September p. 12
  • October 18-24

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • October 18-24
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 September p. 12

October 18-24

JOSHUA 12-14

  • Rwiyo 69 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Tevera Jehovha Nemwoyo Wese”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Jos 13:2, 5—VaIsraeri vakapiwa “nyika yevaGebhari” here? (it-1-E 902-903)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Jos 12:7-24 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Taura naye nezvekudzidza Bhaibheri muchishandisa bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! (th chidzidzo 6)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! uye tanga chidzidzo cheBhaibheri pachidzidzo 01. (th chidzidzo 20)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lffi chidzidzo 01 pfungwa 5 (th chidzidzo 18)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 84

  • Zvemuungano Yenyu: (5 min.)

  • “Ramba Uchifunga nezvaJehovha”: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Shandira Jehovha Nemweya Wese.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chikamu 4, chits. 15 ¶1-7, vhidhiyo yekusuma

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 32 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe