RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 May p. 4
  • Jehovha Akaramba Aina Josefa

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha Akaramba Aina Josefa
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Jehovha Ari Kukubatsira Kuti Ubudirire
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
  • “Ndingaita Seiko Chinhu Ichi Chakaipa Kwazvo?”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
  • Jehovha Anonunura Josefa
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • “Kududzira Hakusi kwaMwari Here?”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 May p. 4
Josefa ari mujeri muIjipiti.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | GENESISI 38-39

Jehovha Akaramba Aina Josefa

39:1, 12-14, 20-23

Josefa paaisangana nemiedzo, Jehovha akaita kuti “zvese zvaaiita zvibudirire” uye akaita kuti “anzwirwe nyasha nemukuru mukuru wejeri.” (Ge 39:2, 3, 21-23) Tinodzidzei kubva munyaya iyi?

  • Patinosangana nemiedzo hazvirevi kuti Jehovha haachatifariri.​—Pis 34:19

  • Tinofanira kufunga nezvezvinhu zvese zvakanaka zvatinenge tichiitirwa naJehovha tomuonga.​—VaF 4:6, 7

  • Tinofanira kuvimba kuti Jehovha achatibatsira​—Pis 55:22

Mufananidzo: 1. Hama iri mujeri ichiverenga tsamba yabva kumhuri yayo. 2. Hama iri muchipatara.
    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe