RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 May p. 5
  • Jehovha Anonunura Josefa

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha Anonunura Josefa
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • “Ndingaita Seiko Chinhu Ichi Chakaipa Kwazvo?”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
  • ‘Ndiri Pachinzvimbo chaMwari Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
  • Jehovha Ari Kukubatsira Kuti Ubudirire
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
  • Akadzivirira, Akariritira Uye Akaramba Achiita Basa Rake
    Tevedzera Kutenda Kwavo
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 May p. 5

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | GENESISI 40-41

Jehovha Anonunura Josefa

41:9-13, 16, 29-32, 38-40

Josefa akatambura ari muranda uye musungwa kwemakore anoda kusvika 13 Jehovha asati amununura. Pane kuti agumbuke, Josefa akadzidza zvinhu zvakawanda zvakanaka kubva pane zvakaitika kwaari. (Ps 105:17-19) Aiziva kuti Jehovha akanga ainaye. Josefa akaita sei zvese zvaaigona mumamiriro ezvinhu aakanga ari?

  • Josefa achipa vamwe vasungwa zvekudya.

    Aishanda nesimba uye akanga akavimbika, izvi zvakaita kuti Jehovha amukomborere.​—Ge 39:21, 22

  • Josefa achidudzira zvakarotwa nevamwe vasungwa vaviri.

    Ainzwira vamwe tsitsi pane kuedza kutsiva vanhu vakanga vamuitira utsinye.​—Ge 40:5-7

Zvakaitika kuna Josefa zvinondibatsira sei kutsungirira matambudziko angu?

Ndisati ndanunurwa naJehovha paAmagedhoni, ndingaita sei zvese zvandinogona mumamiriro ezvinhu andiri?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe