RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 May p. 4
  • May 11-17

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • May 11-17
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 May p. 4

MAY 11-17

GENESISI 38-39

  • Rwiyo 33 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jehovha Akaramba Aina Josefa”: (10 min.)

    • Ge 39:1​—Josefa akava muranda muIjipiti (w14 11/1 12 ¶4-5)

    • Ge 39:12-14, 20​—Josefa akapomerwa zvenhema ndokubva avharirwa mujeri (w14 11/1 14-15)

    • Ge 39:21-23​—Jehovha akaramba aina Josefa (w14 11/1 15 ¶2)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Ge 38:9, 10​—Nei Jehovha akauraya Onani? (it-2-E 555)

    • Ge 38:15-18​—Nei Judha naTamari vakaita zviri kutaurwa mumavhesi aya? (w04 1/15 30 ¶4-5)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ge 38:1-19 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo yacho mozobvunza vateereri kuti: Hanzvadzi iyi yaita sei kuti mashoko ayanga ichitaura anzwisiswe nasaimba? (th chidzidzo 17) Muparidzi aigona sei kusuma chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa?

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 1)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 11)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Musiyire kadhi rejw.org. (th chidzidzo 6)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 121

  • “Ita saJosefa​—Tiza Upombwe”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Tiza Upombwe.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 114

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 26 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe