RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 April p. 4
  • Jakobho naRabhani Vanoita Sungano Yerugare

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jakobho naRabhani Vanoita Sungano Yerugare
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Jakobho Aikoshesa Zvinhu Zvinokosha Pakunamata
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2003
  • Jakobho Anoenda Harani
    Bhuku Rangu Renhau dzeBhaibheri
  • Akaratidza Ushingi Kuti Adzivirire Mhuri Yake
    Famba naMwari Neushingi
  • Sungano Itsva yaMwari Yosvika Zadziko Yayo
    Chengeteko Yenyika Yose Mukudzora kwo “Muchinda woRugare”
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 April p. 4

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | GENESISI 31

Jakobho naRabhani Vanoita Sungano Yerugare

31:44-53

Nei Jakobho naRabhani vakaunganidza murwi wematombo?

  • Murwi wacho waizoratidza vese vaizopfuura nepo kuti vaviri vacho vakaita sungano yerugare

  • Waivayeuchidza kuti Jehovha akanga akatarisa achida kuona kana vaizochengeta sungano yavo yerugare

Mufananidzo: 1. Hanzvadzi mbiri dziri paImba yeUmambo dzakatarisana dzakagumbuka. Kumashure hama nehanzvadzi dziri kutaura dzichiseka. 2. Hanzvadzi dziya mbiri dzakagara pamwe chete dzichikurukura. Patafura pane chipo neBhaibheri.

Mazuva ano, Jehovha anoda kuti vashumiri vake vave nerugare nehama nehanzvadzi dzavo. Zvinhu zvitatu izvi zvingatibatsira sei kuti tirambe tiine rugare nevamwe kana kuti tiite kuti pavezve nerugare?

  • Kutaurirana.​—Mt 5:23, 24

  • Kuregererana nemwoyo wese.​—VaK 3:13

  • Kuramba uchiedza kuita kuti pave nerugare.​—VaR 12:21

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe