RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 April p. 5
  • April 20-26

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • April 20-26
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 April p. 5

APRIL 20-26

GENESISI 32-33

  • Rwiyo 21 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Uri Kuita Mutsimba Kuti Uwane Chikomborero Here?”: (10 min.)

    • Ge 32:24​—Jakobho akaita mutsimba nengirozi (w03 8/15 25 ¶3)

    • Ge 32:25, 26​—Jakobho haana kukanda mapfumo pasi kusvikira awana chikomborero (it-2-E 190)

    • Ge 32:27, 28​—Jakobho akakomborerwa nekuti akatsungirira (it-1-E 1228)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Ge 32:11, 13-15​—Tingatevedzera sei kushanda nesimba kwakaita Jakobho kuti pave nerugare? (w10 6/15 22 ¶10-11)

    • Ge 33:20​—Nei Jakobho akatumidza atari kuti “Mwari ndiMwari waIsraeri”? (it-1-E 980)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ge 32:1-21 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo yacho mozobvunza vateereri kuti: Elise ataura sei mashoko akarurama uye ane umboo? Elise naMorgan vabatsirana sei pavanga vachiparidza?

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 12)

  • Paunodzokera Kekutanga: (5 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira wobva waita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 16)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 35

  • “Chii Chandinonyanya Kukoshesa?”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Ramba Wakaisa Pfungwa Dzako Pazvinangwa Zvekunamata.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 111 ¶10-21

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 150 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe