RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 April p. 4
  • April 13-19

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • April 13-19
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 April p. 4

APRIL 13-19

GENESISI 31

  • Rwiyo 112 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jakobho naRabhani Vanoita Sungano Yerugare”: (10 min.)

    • Ge 31:44-46​—Jakobho naRabhani vakaunganidza murwi wematombo uye vakabva vadyira ipapo kuratidza kuti vakanga vaita sungano (it-1-E 883 ¶1)

    • Ge 31:47-50​—Vakatumidza nzvimbo yacho kuti Garidhi uye Nharire (it-2-E 1172)

    • Ge 31:51-53​—Vakavimbisana kuti vaizoramba vaine rugare

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Ge 31:19​—Chii chingava chakaita kuti Rakeri abe zvidhori zvababa vake? (it-2-E 1087-1088)

    • Ge 31:41, 42​—Zvakaitwa naJakobho zvinotidzidzisei kana tichishandira vanhu “vakaoma kufadza”? (1Pe 2:18; w13 3/15 21 ¶8)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ge 31:1-18 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo yacho mozobvunza vateereri kuti: Hanzvadzi iyi yanyatsoratidza sei kushanda kunoita vhesi yacho? Chii chayataura kuna saimba kuti izokwanisa kudzokerazve?

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 4)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (5 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha raMashoko Akanaka wobva watanga chidzidzo cheBhaibheri pachidzidzo 5. (th chidzidzo 8)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 77

  • Kurudzirai Vasingachaiti Basa: (20 min. zvichidzika) Hurukuro inopiwa nemukuru. Ratidzai vateereri vhidhiyo yakanzi Jehovha Anoda Makwai Ake. Kana yapera dzokororai pfungwa shoma dzinokurudzira dziri papeji 14 mubhurocha raDzoka Kuna Jehovha.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 111 ¶1-9

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 146 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe