RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 March p. 5
  • Jakobho Anokomborerwa

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jakobho Anokomborerwa
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Jakobho naIsau Vanotangazve Kuwirirana
    Zvidzidzo Zvaunowana muBhaibheri
  • Akaratidza Ushingi Kuti Adzivirire Mhuri Yake
    Famba naMwari Neushingi
  • Manyambiri Akanga Akasiana
    Bhuku Rangu Renhau dzeBhaibheri
  • Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 March p. 5
Jakobho akapfeka nguo dzaIsau, aine mvere dzembudzi muhuro make nemumaoko, uye Isaka ari kubata ruoko rwaJakobho.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | GENESISI 27-28

Jakobho Anokomborerwa

27:6-10, 18, 19, 27-29

Isaka paakakomborera Jakobho hwaitova uprofita.

  • Mepu iri kuratidza Nyika Yakapikirwa, ichiratidza nyika yevaIsraeri yakasvibirira, uye yakaorera kusiyana neyevaEdhomu yakaoma.

    27:28​—Jehovha akapa vana vaJakobho nyika ‘yaiyerera uchi nemukaka.’​—Dhe 26:15

  • 27:29​—VaIsraeri (vana vaJakobho) vakava nesimba kupfuura vaEdhomu (vana vaIsau).​—Ge 25:23; 2Sa 8:14

  • 27:29​—VaEdhomu vakatukwa uye rudzi rwavo rwakazoparadzwa nekuti vaivenga vaIsraeri.​—Eze 25:12-14

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe