RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 March p. 5
  • March 23-29

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • March 23-29
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 March p. 5

March 23-29

GENESISI 27-28

  • Rwiyo  10 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jakobho Anokomborerwa”: (10 min.)

    • Ge 27:6-10​—Ribheka akabatsira Jakobho kuti awane chikomborero chaifanira kuva chake (w04 4/15 11 ¶4-5)

    • Ge 27:18, 19​—Jakobho akaita kuti baba vake vafunge kuti aiva Isau (w07 10/1 31 ¶2-3)

    • Ge 27:27-29​—Isaka akapa Jakobho chikomborero chaifanira kupiwa dangwe (it-1-E 341 ¶6)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Ge 27:46–28:2​—Vari muwanano vanodzidzei kubva kuna Isaka naRibheka? (w06 4/15 6 ¶3-4)

    • Ge 28:12, 13—Kurota kwakaita Jakobho achiona “manera” kwairevei? (w04 1/15 28 ¶6)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ge 27:1-23 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo yacho mozobvunza vateereri kuti: Muparidzi aratidza sei kuti anga achiteerera saimba paanga achitaura? Muparidzi ashandisa sei zvakanaka Bhokisi reMaturusi Ekudzidzisa?

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 6)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) jl chidzidzo 17 (th chidzidzo 11)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 34

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 109

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 28 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe