RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 March p. 6
  • March 30–April 5

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • March 30–April 5
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 March p. 6

March 30–April 5

GENESISI 29-30

  • Rwiyo 93 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jakobho Anoroora”: (10 min.)

    • Ge 29:18-20​—Jakobho akabvuma kushandira Rabhani kwemakore manomwe kuti aroore Rakeri (w03 10/15 29 ¶6)

    • Ge 29:21-26​—Rabhani akanyengedza Jakobho ndokumupa Reya panzvimbo paRakeri (w07 10/1 8-9; it-2-E 341 ¶3)

    • Ge 29:27, 28​—Jakobho akaedza zvaaigona kuti afare panguva yakanga yakaoma

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Ge 30:3​—Nei Rakeri aiona vana vakanga vaberekerwa Jakobho naBhiriha sevake? (it-1-E 50)

    • Ge 30:14, 15​—Nei Rakeri asina kushandisa mukana wekuti arare nemurume wake kuti abate pamuviri achiitira kuti apiwe mamandireki? (w04 1/15 28 ¶7)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ge 30:1-21 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa:(10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inonzi Taura Zvinokurudzira Uye Zvakanaka, mobva makurukura navo chidzidzo 16 chebhurocha raKudzidzisa.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) bhs 59 ¶21-22 (th chidzidzo 18)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 57

  • “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri​—Kuparidzira Vanhu Vasingaoni”: (10 min.) Kukurukurirana kunoitiswa nemutariri webasa. Bvunzai kuti: Nei zvakakosha kuti tibatsire vanhu vasingaoni? Ndekupi kwatingawana vanhu vasingaoni? Tingatanga sei kutaura navo? Ndezvipi zvinhu zviripo zvinobatsira vanhu vasingaoni kuti vave shamwari dzaJehovha?

  • Zviri Kuitwa Nesangano: (5 min.) Ratidzai vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaMarch.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 110

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 30 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe