RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 May p. 2
  • “Hatidzokeri Shure”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Hatidzokeri Shure”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Mashoko Akafanana
  • Mhuri yechiKristu Inoitira Zvinhu Pamwe Chete
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1993
  • Zviri Mukati
    Mukai!—2022
  • Jehovha Anotsigira Vanorwara
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Zviri Mumagazini Ino
    Mukai!—2022
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 May p. 2

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | 2 VAKORINDE 4-6

“Hatidzokeri Shure”

4:16-18

Hama iri paoxygen ichizviona yava munyika itsva

Ngatitii pane mhuri mbiri dziri kugara pamba imwe chete uye imba yacho yasakara. Imwe mhuri haisi kumbofara uye zvinonzwisisika. Asi chinoshamisa ndechekuti imwe yacho iri kufara. Nei? Nekuti yava pedyo kuenda kune imwe imba yakanaka.

Kunyange zvazvo “zvisikwa zvese zviri kungogomera pamwe chete uye zviri kurwadziwa pamwe chete,” vashumiri vaMwari vari kukwanisa kutsungirira pamusana petariro yavainayo. (VaR 8:22) Tinoziva kuti matambudziko atiinawo, kunyange atava nemakore tiinawo, ‘ndeenguva diki uye akareruka’ kana tichiaenzanisa eupenyu husingaperi hwatichawana. Kufunga nezvemakomborero atichapiwa naMwari kunoita kuti tifare uye tisadzokera shure.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe