RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 May p. 2
  • May 6-12

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • May 6-12
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 May p. 2

May 6-12

2 VAKORINDE 4-6

  • Rwiyo 128 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Hatidzokeri Shure”: (10 min.)

    • 2VaK 4:16—Jehovha anotiita vatsva “zuva nezuva” (w04 8/15 25 ¶16-17)

    • 2VaK 4:17—Kutambura kwatiri kuita ‘ndekwenguva diki uye kwakareruka’ (it-1-E 724-725)

    • 2VaK 4:18—Pfungwa dzedu dzinofanira kuva pamakomborero atichawana muUmambo hwaMwari

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • 2VaK 4:7—Chii chinonzi ‘pfuma iri mumidziyo yevhu’? (w12 2/1 28-29)

    • 2VaK 6:13—Tinoratidza sei kuti tinoteerera murayiro wekuti “zarurai mwoyo yenyu”? (w09 11/15 21 ¶7)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) 2VaK 4:1-15 (th chidzidzo 12)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kuverenga Nemazvo, mobva makurukura navo chidzidzo 5 chebhurocha raKudzidzisa.

  • Hurukuro: (5 min. zvichidzika) w04 7/1 30-31​—Musoro: MuKristu Akabhabhatidzwa Anofanira Here Kudanana Nemuparidzi Asati Abhabhatidzwa? (th chidzidzo 7)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 143

  • Ndinoita Zvese Zvandinogona: (8 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo iyi mozobvunza kuti: Hama Foster vakaratidza sei kuti vakaita zvese zvavaigona pakushumira Jehovha vachiri vadiki uye vachiine simba? Zvinhu zvakazochinja sei muupenyu hwavo? Zvii zvavari kuita zvinoratidza kuti vari kuita zvese zvavanogona pakushumira Jehovha pasinei nekuremara kwavakaita? Wadzidzeiwo?

  • Zvemuungano Yenyu: (7 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 65

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 65 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe