RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 May p. 3
  • May 13-19

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • May 13-19
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 May p. 3

May 13-19

2 VAKORINDE 7-10

  • Rwiyo 109 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Basa Redu Rekuyamura”: (10 min.)

    • 2VaK 8:1-3—VaKristu vekuMakedhoniya vakapa “zvinotopfuura zvavaiwana” kuti vabatsire hama dzavo dzekuJudhiya (w98 11/1 25 ¶1; kr 209 ¶1)

    • 2VaK 8:4—Kubatsira vaKristu vanenge vawirwa nenjodzi chitori chikamu ‘chebasa redu rekuyamura’ (kr 209-210 ¶4-6)

    • 2VaK 9:7—“Mwari anoda munhu anopa achifara” (kr 196 ¶10)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • 2VaK 9:15—Chii chinonzi ‘chipo chaMwari chepachena chisingatsananguriki’? (w16.01 12 ¶2)

    • 2VaK 10:17—Mashoko ekuti ‘kuzvirumbidza muna Jehovha’ anorevei? (g99 7/8 26-27)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) 2VaK 7:1-12 (th chidzidzo 12)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 1)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 2)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 4)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 17

  • “Basa Redu Rekuyamura Rakabatsira Sei vaKristu Vari kuCaribbean?”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kuratidza Rudo—Kuyamura Hama Dzakawirwa Nenjodzi Kuzvitsuwa.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 66

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 94 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe