RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 October p. 5
  • Unofarira Rudo Rwakavimbika Sezvinoita Jehovha Here?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Unofarira Rudo Rwakavimbika Sezvinoita Jehovha Here?
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mashoko Akafanana
  • Unobatsirwa Sei Nerudo rwaJehovha Rusingachinji?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2021
  • Tevedzera Rudo Rusingachinji rwaJehovha
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Ngatirambei Takavimbika
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Ngatirambei Takavimbika
    Imbirai Jehovha
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 October p. 5

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | HOSIYA 1-7

Unofarira Rudo Rwakavimbika Sezvinoita Jehovha Here?

Rudo rwakavimbika runobva pakuzvipira, kuperera, uye kuvimbika. Jehovha akashandisa zvakaitika kuna Hosiya nemudzimai wake Gomeri, kudzidzisa chinonzi rudo rwakavimbika uye kuregerera.​—Ho 1:2; 2:7; 3:1-5.

Gomeri

Gomeri akaratidza sei kuti akanga asina rudo rwakavimbika?

VaIsraeri vachinamata vanamwari venhema

VaIsraeri vakaratidza sei kuti vakanga vasina rudo rwakavimbika?

Hosiya anoregerera mudzimai wake Gomeri

Hosiya akaratidza sei rudo rwakavimbika?

Jehovha akaratidza sei rudo rwakavimbika?

ZVEKUFUNGA NEZVAZVO: Ndingaratidza sei Jehovha rudo rwakavimbika?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe