RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 July p. 15
  • Tevedzera Rudo Rusingachinji rwaJehovha

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Tevedzera Rudo Rusingachinji rwaJehovha
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • Unobatsirwa Sei Nerudo rwaJehovha Rusingachinji?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2021
  • Unofarira Rudo Rwakavimbika Sezvinoita Jehovha Here?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Rudo rwaMwari Runogara Nekusingaperi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2025
  • Tingaratidza Sei Kuti Tinoda Jehovha?
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 July p. 15

KURARAMA KWECHIKRISTU

Tevedzera Rudo Rusingachinji rwaJehovha

Jehovha ndiye muenzaniso mukuru pakuratidza rudo rusingachinji. (Pis 103:11) Rudo urwu harusi rwuya rwekungonzwa kufarira munhu zvobva zvatopfuura. Rudo rusingachinji runosanganisira kuramba uchida munhu zvakadzama. Jehovha akaratidza rudo urwu kuvanhu vake vaIsraeri nenzira dzakawanda. Akavasunungura kubva muuranda hweIjipiti akavaendesa kuNyika Yakapikirwa. (Pis 105:42-44) Airwira vanhu vake uye aigara achivaregerera pavaimutadzira. (Pis 107:19, 20) Kana ‘tikanyatsofungisisa mabasa aJehovha anoratidza rudo rusingachinji’ tinobva tada kumutevedzerawo.—Pis 107:43.

Mapikicha: Mapikicha ari kuratidza zviri muvhidhiyo inonzi “Fungisisa Mabasa aJehovha Anoratidza Rudo Rusingachinji.” 1. Hama Capra neimwe hama vashanyira imwe hanzvadzi. 2. Hama Capra vava mujeri nedzimwe hama vari kupa imwe hama iri kurwara zvekudya.

ONA VHIDHIYO INONZI “FUNGISISA MABASA AJEHOVHA ANORATIDZA RUDO RUSINGACHINJI,” WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Tingaratidza sei rudo rusingachinji?

  • Nei kuratidza rudo rusingachinji kuchida kuti tizvipire?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe