RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 October p. 5
  • October 16-22

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • October 16-22
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 October p. 5

October 16-22

HOSIYA 1-7

  • Rwiyo 108 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Unofarira Rudo Rwakavimbika Sezvinoita Jehovha Here?”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raHosiya.]

    • Ho 6:4, 5​—Jehovha akarwadziwa vaIsraeri pavakatadza kuratidza rudo rwakavimbika (w10 8/15 25 ¶18)

    • Ho 6:6​—Jehovha anofara kana tikaratidza rudo rwakavimbika (w07 9/15 16 ¶8; w07 6/15 27 ¶7)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Ho 1:7​—Imba yaJudha yakanzwirwa ngoni rini ichibva yaponeswa? (w07 9/15 14 ¶7)

    • Ho 2:18​—Vhesi iyi yakazadzika sei kare uye iye zvino? (w05 11/15 20 ¶16; g05-E 9/8 12 ¶2)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ho 7:1-16

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) 1Jo 5:3​—Dzidzisa Chokwadi. Koka munhu wacho kumisangano.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Dhe 30:11-14; Isa 48:17, 18​—Dzidzisa Chokwadi. Muudze nezvejw.org. (Ona mwb16.08 8 ¶2.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) lv 12-13 ¶16-18​—Dzidzisa zvinosvika pamwoyo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 100

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.) Hurukuro inopiwa nemukuru. Kurukurai nyaya yakanzi “Kutsvaga Pfuma Yechokwadi,” iri muNharireyomurindi yaJuly 2017 ndima 7-11. Ratidzai ropafadzo yakakura ine mumwe nemumwe wedu yekupa zvipo zvemari paImba yeUmambo tichitsigira Umambo.—Mateu 24:14.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 20 ¶1-6, uye bhokisi rakanzi “Kuyamura Kukuru Kwokutanga Kwatakaita Mazuva Ano” nerakanzi “Kugara Vakagadzirira Njodzi” uye rakanzi “Panoitika Njodzi!”

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 107 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe