October 23-29
HOSIYA 8-14
Rwiyo 76 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Ipa Jehovha Zvakanakisisa”: (10 min.)
Ho 14:2—Jehovha anokoshesa chaizvo ‘zvibayiro zvemiromo yedu’ (w07 4/1 20 ¶1)
Ho 14:4—Jehovha anoregerera vanhu vanomupa zvakanakisisa uye vanova shamwari dzake (w11 2/15 16 ¶15)
Ho 14:9—Kana tikafamba munzira dzaJehovha, zvinhu zvinotifambira zvakanaka (jd 87 ¶11)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Ho 10:12—Tinofanira kuitei kuti ‘tikohwe rudo rwakavimbika’ kubva kuna Jehovha? (w05 11/15 28 ¶7)
Ho 11:1—Mashoko aya akazadzika sei pana Jesu? (w11 8/15 10 ¶10)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ho 8:1-14
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) T-35
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) T-35—Ratidza zvaunoita kumunhu wawakasiyira turakiti iri uye anombotanga achiti ane zvaasingabvumirani nazvo.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) lv 152 ¶13-15—Dzidzisa zvinosvika pamwoyo.
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Raramira Jehovha!”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Shandisa Tarenda Rako Kushandira Jehovha.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 20 ¶7-16, uye bhokisi rakanzi “Chimwe Chinhu Chinobatsira Vashandi Vanoyamura”
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 124 Nemunyengetero