RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 July p. 8
  • Machati Ekuita Upiyona Hwenguva Dzose

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Machati Ekuita Upiyona Hwenguva Dzose
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mashoko Akafanana
  • Marudungwe Apiyona Webetsero
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1997
  • Suo Rokupayona Zvino Ravhurika Kwauri Here?
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1999
  • Mwaka weChirangaridzo—Nguva Yebasa Rakawedzera
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2005
  • Tichazviita Zvekare Here? Kumwe Kukumbira Mapiyona Ebetsero
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1998
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 July p. 8

KURARAMA KWECHIKRISTU

Machati Ekuita Upiyona Hwenguva Dzose

Mapiyona maviri ari kuparidzira mumwe murume

Kuti uve piyona wenguva dzose, zvinoda kuti unyatsoronga zvinhu zvako. Kana uchikwanisa kuita maawa 18 pavhiki muushumiri, unokwanisa kupayona uye uchitosara nenguva yekuitawo zvimwe zvaunoda! Kana ukakwanisa kuita maawa 18 pavhiki, unokwanisa kusvitsa maawa ako sapiyona kunyange pakazoerekana paitika zvimwe zvinhu zvakadai seurwere kana kuchinja kwemamiriro ekunze. Machati ari pasi apa anoratidza zvingaitwa nevaparidzi vanoenda kubasa vhiki rose nevanoenda mamwe mazuva pavhiki kana kuti vane dambudziko reutano. Mumwe wemumhuri menyu anokwanisa kutotanga kupayona muna September kana mukachinja zvimwe zvinhu. Madii makurukura nezvazvo pakunamata kwenyu kwemhuri kunotevera?

MAMWE MAZUVA NDINOENDA KUBASA

Muvhuro

KUBASA

Chipiri

KUBASA

Chitatu

KUBASA

China

Maawa 6

Chishanu

Maawa 6

Mugovera

Maawa 4

Svondo

Maawa 2

NDINOENDA KUBASA VHIKI ROSE

Muvhuro

Maawa 2

Chipiri

Maawa 2

Chitatu

MUSANGANO WEPAKATI PEVHIKI

China

Maawa 2

Chishanu

Maawa 2

Mugovera

Maawa 6

Svondo

Maawa 4

NDINE DAMBUDZIKO REUTANO

Muvhuro

ZORORA

Chipiri

Maawa 3

Chitatu

Maawa 3

China

Maawa 3

Chishanu

Maawa 3

Mugovera

Maawa 3

Svondo

Maawa 3

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe