RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 July p. 6
  • July 18-24

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • July 18-24
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 July p. 6

July 18-24

MAPISAREMA 74-78

  • Rwiyo 110 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Yeuka Mabasa aJehovha”: (10 min.)

    • Pis 74:16; 77:6, 11, 12​—Fungisisa nezvemabasa aJehovha (w15 8/15 10 ¶3-4; w04 3/1 19-20; w03 7/1 10-11 ¶6-7)

    • Pis 75:4-7​—Rimwe remabasa aJehovha nderokugadza varume vanozvininipisa kuti vatungamirire ungano yake (w06 7/15 11 ¶3; it-1-E 1160 ¶7)

    • Pis 78:11-17​—Yeuka kuti Jehovha akabatsira sei vanhu vake (w04 4/1 21-22)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Pis 78:2​—Vhesi iyi yakazadziswa sei naMesiya? (w11 8/15 11 ¶14)

    • Pis 78:40, 41​—Mavhesi aya anoratidza kuti Jehovha anonzwa sei nezvatinoita? (w12 11/1 14 ¶5; w11 7/1 10)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 78:1-21

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) wp16.4 16

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) wp16.4 16

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) fg chidzidzo 5 ¶6-7

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 15

  • Zvomuungano yenyu: (10 min.)

  • ‘Jehovha Akasika Zvinhu Zvose’: (5 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo iyi iri pajw.org. (Endai pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VANA.) Kana mapedza, kumbirai vana vamakatosarudza nechekare kuti vauye pachikuva mobva mavabvunza mibvunzo pamusoro pevhidhiyo iyi.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 20 ¶1-13

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 73 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe