RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 July p. 4
  • Wadii Kumbozviedza Kwegore Rimwe Chete?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Wadii Kumbozviedza Kwegore Rimwe Chete?
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mashoko Akafanana
  • Mapiona Anopa uye Anogamuchira Zvikomborero
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1994
  • “Unogona Kuva Piyona Akanaka!”
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Kukurudzirana
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2007
  • Kupayona Kunosimbisa Ukama Hwedu naMwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 July p. 4

KURARAMA KWECHIKRISTU

Wadii Kumbozviedza Kwegore Rimwe Chete?

Hama mbiri dziri kuparidza paimba nemba dzichiverengera munhu Bhaibheri

Kuedza chii? Upiyona hwenguva dzose! Uchawana makomborero akazowanda!—Zvi 10:22.

KANA UKAPAYONA, UNOGONA . . .

  • kuwedzera unyanzvi hwekuparidza uye uchawedzera kunakidzwa neushumiri

  • kusimbisa ukama hwako naJehovha. Pauchagara uchiudzawo vamwe nezvake, uchawedzera kuona kunaka kwake

  • kugutsikana nekutanga kutsvaka Umambo uye uchawana mufaro unobva pakubatsira vamwe.—Mt 6:33; Mab 20:35

  • kupinda musangano wemapiyona unoitwa panoshanya mutariri wedunhu, musangano wemapiyona unoitwa vhiki regungano redunhu, uye Chikoro Chebasa Roupiyona

  • kuva nemikana yakawanda yekutanga kudzidza nevanhu Bhaibheri

  • kuwedzera nguva yaunenge uchishanda nevamwe vaparidzi muchikurudzirana.—VaR 1:11, 12

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe