RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 January p. 4
  • Jehovha Anokoshesa Kupfidza Kwechokwadi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha Anokoshesa Kupfidza Kwechokwadi
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mashoko Akafanana
  • Josia Anozvininipisa Aidiwa naJehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2000
  • Unogona Kubudirira Pasinei Nokurerwa Kwawakaitwa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2001
  • Kupa Zvibayiro Zvinofadza Mwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
  • Bhuku reBhaibheri Nhamba 14—2 Makoronike
    “Rugwaro Rwose Rwakafuridzirwa naMwari uye Runobetsera”
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 January p. 4

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | 2 MAKORONIKE 33-36

Jehovha Anokoshesa Kupfidza Kwechokwadi

Rakaprindwa

MANASE

Jehovha akabvumira kuti atapwe nevaAsiriya ndokubva aendeswa kuBhabhironi akasungwa

Mambo Manase Paaiva Nhapwa

KUTONGA KWAKE ASATI ATAPWA

  • Akavakira vanamwari venhema atari

  • Akapa vanakomana vake sezvibayiro

  • Akateura ropa risina mhosva

  • Akakurudzira vanhu kuti vaite zvemidzimu

KUTONGA KWAKE ASUNUNGURWA

  • Akazvininipisa chaizvo

  • Akanyengetera kuna Jehovha; akapa zvibayiro

  • Akabvisa atari dzavanamwari venhema

  • Akakurudzira vanhu kuti vanamate Jehovha

JOSIYA

Mambo Josiya

MUMAKORE OSE AAKATONGA

  • Akatsvaka Jehovha

  • Akachenesa Judha neJerusarema

  • Akagadzirisa imba yaJehovha; akawana bhuku reMutemo

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe