January 11-17
2 MAKORONIKE 33-36
Rwiyo 35 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Jehovha Anokoshesa Kupfidza Kwechokwadi”: (10 min.)
2Mak 33:2-9, 12-16—Manase akanzwirwa ngoni nekuti akapfidza zvechokwadi (w05 12/1 21 ¶6)
2Mak 34:18, 30, 33—Kuverenga uye kufungisisa Shoko raMwari kunoita kuti zvinhu zvitifambire zvakanaka chaizvo (w05 12/1 21 ¶10)
2Mak 36:15-17—Tsitsi dzaJehovha nemwoyo murefu wake zvine pazvinogumira (w05 12/1 21 ¶8)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
2Mak 33:11—Uprofita hupi hwakazadzika Manase paakaendeswa kuBhabhironi? (it-1 62 ¶2); w06 12/1 p. 9 ndima 5)
2Mak 34:1-3—Zvakaitwa naJosiya zvinotikurudzira kuitei? (w05 12/1 21 ¶7)
Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?
Kuverenga Bhaibheri: 2Mak 34:22-33 (4 min. zvichidzika)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Ipa saimba magazini Nharireyomurindi yaJanuary uchishandisa nyaya iri pakavha. Siya pekutangira kuitira paunozodzokera.
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Dzokera kunoona munhu akafarira Nharireyomurindi yaJanuary, yawakamupa uchishandisa nyaya iri pakavha.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) Itisa chidzidzo cheBhaibheri (bh 9-10 ¶6-7)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 77
Kupfidza Kunokosha: (10 min.) Hurukuro inopiwa nemukuru. (w06 11/15 27-28 ¶7-9)
Regerera Vamwe: (5 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Iva Shamwari yaJehovha—Regerera Vamwe. (Endai pajw.org, motarisa pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VANA.) Kana yapera, itai kuti vana vataure zvavadzidza.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 6 ¶15-23, bhokisi “Minyengetero Miviri Inokosha,” uye kudzokorora chitsauko chacho (30 min.)
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)
Rwiyo 6 Nemunyengetero