Purogiramu Yevhiki yaDecember 21
VHIKI INOTANGA NADECEMBER 21
Rwiyo 90 Nemunyengetero
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
ia chits. 5 ¶1-13 (30 min.)
Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: 2 Makoronike 20-24 (8 min.)
Nha. 1: 2 Makoronike 20:13-20 (3 min. zvichidzika)
Nha. 2: Magwaro Haatauri Kuti Vanhu Vose Vari Panyika Vachaponeswa—td 15C (5 min.)
Nha. 3: Mudzimu Mutsvene Hausi Munhu—td 42D (5 min.)
Musangano Webasa:
Dingindira Remwedzi Uno: “Tinofanira kupinda muumambo hwaMwari nomumatambudziko mazhinji.”—Mab. 14:22.
5 min: Bhokisi Remibvunzo. Hurukuro.
10 min: Ratidza Kuti Unoonga Rupo rwaJehovha. Hurukuro inopiwa nemukuru inobva muNharireyomurindi yaNovember 15, 2015, peji 14-15.
15 min: Kuchenjera Senyoka Asi Vasina Mhosva Senjiva. (Mat. 10:16) Kukurukurirana kunobva muBhuku Regore ra2015, peji 73; uye peji 111 kusvika kupeji 116. Kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zvirimo.
Rwiyo 137 Nemunyengetero