Purogiramu Yevhiki yaAugust 31
VHIKI INOTANGA NAAUGUST 31
Rwiyo 42 Nemunyengetero
Chikoro chaMwari Choushumiri:
cl chits. 29 ¶16-21, bhokisi p. 299 (30 min.)
Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: 2 Madzimambo 9-11 (8 min.)
Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri (20 min.)
Musangano Webasa:
Dingindira Remwedzi Uno: “Ini neimba yangu, tichashumira Jehovha.”—Josh. 24:15.
10 min: Ipa Vanhu Magazini Muna September. Kukurukurirana. Tangai nemuenzaniso, muchishandisa mharidzo dzokuenzanisira. Zvadaro ongororai mharidzo imwe neimwe.
10 min: Uri Kuwana ‘Zvokudya Panguva Yakakodzera’ Here? Hurukuro inobva munyaya iri muNharireyomurindi yaAugust 15, 2014, peji 3-5. Kurudzirai vose kuti vashandise zvokudya zvekunamata zvavari kuwana.
10 min: Ndezvipi Zvauri Kuvavarira Kuita Pakunamata Mugore Rebasa ra2016? Kukurukurirana kubva mubhuku raTakarongwa, peji 118, ndima 3. Ivai nemuenzaniso wemurume nemudzimai wake vachikurukura zvinangwa zvavanoda kuzadzisa pakunamata mugore rebasa ra2016.
Rwiyo 10 Nemunyengetero