Purogiramu Yevhiki yaAugust 24
VHIKI INOTANGA NAAUGUST 24
Rwiyo 21 Nemunyengetero
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
cl chits. 29 ¶11-15 (30 min.)
Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: 2 Madzimambo 5-8 (8 min.)
Nha. 1: 2 Madzimambo 6:20-31 (3 min. zvichidzika)
Nha. 2: Chii Chiri Mumabhuku eBhaibheri eMagwaro echiHebheru?—igw p. 30 (5 min.)
Nha. 3: Jesu Akafa Kuti Adzikinure Vanhu Vose—td 36A (5 min.)
Musangano Webasa:
Dingindira Remwedzi Uno: “Ini neimba yangu, tichashumira Jehovha.”—Josh. 24:15.
15 min: Zvomuungano yenyu.
15 min: Mungaita Sei Kuti Muvandudze Kunamata Kwenyu Kwemhuri? Kukurukurirana kubva muUshumiri Hwedu hwoUmambo hwaJanuary 2011 papeji 6. Taurai zvinhu zvakasiyana-siyana zvokuita paKunamata Kwemhuri zviri pajw.org. (Endai pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VANA.) Simbisai kuti kunamata kwemhuri kunofanira kurongwa kuti kuenderane nemhuri yenyu uye kunofanira kuita kuti mhuri iwedzere kutenda muna Jehovha uye mune zvaakavimbisa.
Rwiyo 130 Nemunyengetero