RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 7/15 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaJuly 13

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJuly 13
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJULY 13
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
km 7/15 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaJuly 13

VHIKI INOTANGA NAJULY 13

Rwiyo 75 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 27 ¶10-18 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 1 Madzimambo 9-11 (8 min.)

Nha. 1: 1 Madzimambo 9:24–10:3 (3 min. zvichidzika)

Nha. 2: Shandisa Zviri muShoko raMwari Kuti Usanyanya Kuzvidya Mwoyo—igw p. 24 ¶4–p. 25 ¶2 (5 min.)

Nha. 3: Chii Chinoita Kuti vaKristu Vechokwadi Vavengwe?—td 20A (5 min.)

Musangano Webasa:

Dingindira Remwedzi Uno: ‘Endai munoita vadzidzi.’—Mat. 28:19, 20.

Rwiyo 17

10 min: Endai Munoita Vadzidzi. Hurukuro inobva padingindira remwedzi uno. Tauraiwo pfungwa dziri mubhuku ra‘Uya uve Muteveri Wangu,’ peji 87-89. Taurai muchidimbu dzimwe hurukuro dzepaMisangano Yebasa yemwedzi uno, moratidza kuti dzinoenderana sei nedingindira.

10 min: Vaitsvaga Mikana Yekutanga Zvidzidzo zveBhaibheri. Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2015, peji 55, ndima 1, kusvika kupeji 56, ndima 1; uye peji 69, ndima 2 kusvika kupeji 70 ndima 1. Kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zvirimo.

10 min: “Ramba Wakaisa Pfungwa Dzako Pakuita Vadzidzi.” Mibvunzo nemhinduro. Itai kuti muparidzi mumwe chete kana kuti vaviri, vanonyatsogona kutanga uye kuitisa zvidzidzo zveBhaibheri vauye pachikuva. Vabvunzei muchidimbu kuti vakafara sei pavakabatsira mumwe munhu kuti awane chokwadi?

Rwiyo 16 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe