RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 6/15 p. 4
  • Mharidzo Dzokuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzokuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Mashoko Akafanana
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2004
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2008
  • Zvokutaura Maererano Nemagazini
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2006
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
km 6/15 p. 4

Mharidzo Dzokuenzanisira

Nharireyomurindi July 1

“Sezvo tisingazivi zvichaitika muupenyu, munofunga kuti zvakataurwa naJesu panyaya yekuzvidya mwoyo zvinobatsira here? [Verenga Mateu 6:25, womurega apindure.] Magazini ino yeNharireyomurindi inotsanangura kuti kushandisa mazano emuBhaibheri kunotibatsira sei pakuderedza kuzvidya mwoyo nenyaya dzemari, dzemhuri, uye dzezvinhu zvinoisa upenyu hwedu pangozi.”

Awake! July

“Vanhu vakawanda vari kuremerwa nematambudziko eupenyu. Munozvibvumawo here? [Rega apindure.] Bhaibheri rinodzidzisa kuti zvatinoita panouya dambudziko zvinogona kuita kuti tirikunde kana kuti titadze kurikunda. [Verenga Zvirevo 24:10.] Magazini ino ine mazano anobatsira pakutsungirira matambudziko uye inotaura nezvevanhu vari kutokwanisa kutsungirira.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe