RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 6/15 p. 4
  • Purogiramu Yevhiki yaJuly 6

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJuly 6
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJULY 6
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
km 6/15 p. 4

Purogiramu Yevhiki yaJuly 6

VHIKI INOTANGA NAJULY 6

Rwiyo 80 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 27 ¶1-9 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 1 Madzimambo 7-8 (8 min.)

Nha. 1: 1 Madzimambo 8:27-34 (3 min. zvichidzika)

Nha. 2: Zvii Zvinoita Kuti Ukodzere Kuva Mushumiri?—td 31B (5 min.)

Nha. 3: Ungakurira Sei Kuzvidya Mwoyo?—igw p. 24 ¶1-3 (5 min.)

Musangano Webasa:

Dingindira Remwedzi Uno: “Yeukai mazuva ekare.”​—Dheut. 32:7.

Rwiyo 69

10 min: Ipa Vanhu Magazini Muna July. Kukurukurirana. Tangai nekuva nemuenzaniso muchishandisa mharidzo dzokuenzanisira. Zvadaro, ongororai mharidzo dzacho dzokuenzanisira kubva padzinotangira kusvika padzinoperera.

10 min: Zvomuungano yenyu.

10 min: Takaitei? Kukurukurirana. Itai kuti vaparidzi vataure kuti vakabatsirwa sei nekushandisa mazano ari munyaya inoti, “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kutanga Chidzidzo cheBhaibheri Chinoitwa Pasuo Uchishandisa Bhurocha raMashoko Akanaka!” Kumbirai vateereri kuti vataure zvakaitika zvinofadza.

Rwiyo 67 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe