RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 6/15 p. 4
  • Zviziviso

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviziviso
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
km 6/15 p. 4

Zviziviso

◼ Zvatichapa vanhu muna June: Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? kana kuti rimwe rematurakiti anotevera: Unoona Sei Bhaibheri?, Chii Chinodiwa Kuti Mhuri Ifare?, kana kuti Ungada Here Kuziva Chokwadi? July naAugust: Mashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari! kana kuti rimwe remabhurocha emapeji 32 anotevera: Mhuri Yenyu Inogona Kufara, Dzidzisai Vana Venyu, Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi, kana kuti raUnogona Kuva Shamwari yaMwari. September naOctober: Magazini eNharireyomurindi neAwake! November: Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? kana kuti rimwe rematurakiti anotevera: Unoona Sei Bhaibheri?, Unoona Sei Ramangwana?, Chii Chinodiwa Kuti Mhuri Ifare?, Ndiani Chaizvo Ari Kutonga Nyika Yose?, Kutambura Kuchazombopera Here?, Chokwadi Vakafa Vangararamazve Here?, kana kuti Chii Chinonzi Umambo hwaMwari?

◼ Panopera mwedzi vaparidzi vanofanira kunyora pamushumo wavo nhamba yose yematurakiti nemapepa ekukoka avanenge vapa vanhu uyewo avanenge vasiya padzimba dzinenge dzisina vanhu. Vanofanira kuinyora pakanzi “Tubhuku Nemabhur.” Kana munhu akafarira, obvuma zvinyorwa, kunyange turakiti zvaro, tinofanira kuita zvose zvatinogona kuti timuonezve kuti arambe achifarira.

◼ Kutanga nevhiki ya19 October, 2015 tichange tava kudzidza bhuku raTevedzera Kutenda Kwavo paChidzidzo cheBhaibheri Cheungano. Ungano dzinoda mamwe mabhuku aya dzinofanira kuakumbira padzichakumbira mabhuku eungano nguva inotevera. Vaya vanoda kuverengera mabhuku pafoni kana kuti patablet vanofanira kudhaunirodha bhuku iri pajw.org pane kukumbira bhuku rakaprindwa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe